Pisarema 92:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mabasa enyu makuru sei, haiwa Jehovha!+Kufunga kwenyu kwakadzama kwazvo.+