Pisarema 93:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+