Muparidzi 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ini, iyeni, ndakataura nomwoyo wangu,+ ndichiti: “Tarira! Ini ndakawedzera uchenjeri kupfuura munhu wose akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wakaona uchenjeri hukuru kwazvo nezivo.”+
16 Ini, iyeni, ndakataura nomwoyo wangu,+ ndichiti: “Tarira! Ini ndakawedzera uchenjeri kupfuura munhu wose akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wakaona uchenjeri hukuru kwazvo nezivo.”+