Muparidzi 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi hazvizombofambiri zvakanaka munhu akaipa,+ uyewo haazowanzi mazuva ake akaita somumvuri,+ nokuti haatyi Mwari.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 8:13 “Zvakafanira Vanhu Vose” w97 2/15 pp. 17-18 ndim. 17-18
13 Asi hazvizombofambiri zvakanaka munhu akaipa,+ uyewo haazowanzi mazuva ake akaita somumvuri,+ nokuti haatyi Mwari.+