Muparidzi 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana makore azara mvura, anodurura mvura zhinji panyika;+ uye kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuti kuchamhembe, muti+ wacho uchava panzvimbo yaunenge wawira.
3 Kana makore azara mvura, anodurura mvura zhinji panyika;+ uye kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuti kuchamhembe, muti+ wacho uchava panzvimbo yaunenge wawira.