Isaya 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye achasimudzira marudzi chiratidzo, ounganidza vakapararira vaIsraeri;+ uye achaunganidza vakapararira vaJudha vachibva kumigumo mina yenyika.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:12 Mukai!,1/2011, p. 30 Uprofita hwaIsaya I, pp. 166-167 Kupukunyuka, p. 123
12 Iye achasimudzira marudzi chiratidzo, ounganidza vakapararira vaIsraeri;+ uye achaunganidza vakapararira vaJudha vachibva kumigumo mina yenyika.+