Isaya 40:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Teererai! Mumwe munhu ati: “Shevedzera!”+ Uye mumwe akati: “Ndoshevedzerei?” “Vanhu vose uswa hwakasvibirira, uye mutsa wavo worudo wose wakaita seruva rokusango.+
6 Teererai! Mumwe munhu ati: “Shevedzera!”+ Uye mumwe akati: “Ndoshevedzerei?” “Vanhu vose uswa hwakasvibirira, uye mutsa wavo worudo wose wakaita seruva rokusango.+