Isaya 40:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Havana kumbosimwa; havana kumbodyarwa; hunde yavo haina kumbodzika midzi muvhu.+ Munhu achangovafuridza vooma;+ uye dutu richavatakura semashanga.+
24 Havana kumbosimwa; havana kumbodyarwa; hunde yavo haina kumbodzika midzi muvhu.+ Munhu achangovafuridza vooma;+ uye dutu richavatakura semashanga.+