Isaya 40:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “Unotaurireiko, haiwa iwe Jakobho, uye unotaurireiko, haiwa iwe Israeri kuti, ‘Nzira yangu yange yakavanzika kuna Jehovha,+ uye kururamisira kwandiri kunonzvenga Mwari wangu’?+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2018 40:27 Nharireyomurindi,1/15/2007, p. 9 Uprofita hwaIsaya I, map. 411-413, 415
27 “Unotaurireiko, haiwa iwe Jakobho, uye unotaurireiko, haiwa iwe Israeri kuti, ‘Nzira yangu yange yakavanzika kuna Jehovha,+ uye kururamisira kwandiri kunonzvenga Mwari wangu’?+