Isaya 41:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 iwe, wandakatora kumigumo yenyika,+ uye iwe, wandakashevedza kubva kumativi ayo ari kure.+ Naizvozvo ndakati kwauri, ‘Uri mushumiri wangu;+ ndakusarudza,+ uye handina kukuramba.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 41:9 Mashoko Ouprofita Anonyaradza Anobatanidza Iwe ip-2 chits. 2 ndim. 12-14
9 iwe, wandakatora kumigumo yenyika,+ uye iwe, wandakashevedza kubva kumativi ayo ari kure.+ Naizvozvo ndakati kwauri, ‘Uri mushumiri wangu;+ ndakusarudza,+ uye handina kukuramba.+