Isaya 42:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 42:10 Nharireyomurindi,12/15/2001, p. 27 Uprofita hwaIsaya II, pp. 41-42
10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+