Isaya 42:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 42:17 Uprofita hwaIsaya II, p. 44
17 Vaya vari kuvimba nomufananidzo wakavezwa, vaya vari kuti kumufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa: “Ndimi vanamwari vedu,”+ vachadzoswa, vachanyara kwazvo.+