Isaya 44:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tarira! Vamwe vake vose vachanyara,+ uye mhizha dzinobva pavanhu vepanyika. Vose zvavo vachaungana.+ Vachamira. Vachatya. Vachanyara panguva imwe chete.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 44:11 Uprofita hwaIsaya II, p. 66
11 Tarira! Vamwe vake vose vachanyara,+ uye mhizha dzinobva pavanhu vepanyika. Vose zvavo vachaungana.+ Vachamira. Vachatya. Vachanyara panguva imwe chete.+