Isaya 45:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti vanhu vazive kubvira kumabvazuva uye kubvira kwarinovirira kuti hakuna mumwe kunze kwangu.+ Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 45:6 Uprofita hwaIsaya II, pp. 80-81
6 kuti vanhu vazive kubvira kumabvazuva uye kubvira kwarinovirira kuti hakuna mumwe kunze kwangu.+ Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+