Isaya 55:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2018 55:9 Uprofita hwaIsaya II, p. 244
9 “Nokuti sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,+ saizvozvowo nzira dzangu dzakakwirira kupfuura nzira dzenyu,+ uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+