Jeremiya 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndakaona nyika, uye tarira! yakanga isina chinhu uye yaparara;+ uye mumatenga, chiedza chawo chakanga chisisipo.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:23 Kukurukurirana, pp. 339-340
23 Ndakaona nyika, uye tarira! yakanga isina chinhu uye yaparara;+ uye mumatenga, chiedza chawo chakanga chisisipo.+