Jeremiya 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:5 Midzimu Isingaoneki, p. 42
5 Mifananidzo yacho yakafanana nedukununu romumunda wemagaka, uye haigoni kutaura.+ Chokwadi inotakurwa, nokuti haigoni kufamba.+ Musaitya, nokuti haigoni kuita chinhu chinotambudza uyezve, haigoni kuita chero chinhu chipi zvacho chakanaka.”+