Jeremiya 25:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Vaya vachaurayiwa naJehovha vachavapo pazuva iroro kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Havazochemwi, uyewo havazounganidzwi kana kuvigwa.+ Vachava somupfudze panyika.’+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:33 Nharireyomurindi,3/1/1994, p. 22
33 Vaya vachaurayiwa naJehovha vachavapo pazuva iroro kubvira kumugumo wenyika kusvikira kune mumwe mugumo wenyika.+ Havazochemwi, uyewo havazounganidzwi kana kuvigwa.+ Vachava somupfudze panyika.’+