Jeremiya 30:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Maiwe! Nokuti zuva iroro iguru,+ zvokuti hakuna rimwe rakafanana naro,+ uye inguva yokutambudzika kwaJakobho.+ Asi iye achaponeswa mariri.”
7 Maiwe! Nokuti zuva iroro iguru,+ zvokuti hakuna rimwe rakafanana naro,+ uye inguva yokutambudzika kwaJakobho.+ Asi iye achaponeswa mariri.”