Jeremiya 50:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvanzi naJehovha, “Mumazuva iwayo uye panguva iyoyo,+ vanakomana vaIsraeri, ivo pamwe chete nevanakomana vaJudha, vachauya.+ Vachafamba, vachisvimha misodzi pavanenge vachifamba,+ uye vachatsvaka Jehovha Mwari wavo.+
4 Zvanzi naJehovha, “Mumazuva iwayo uye panguva iyoyo,+ vanakomana vaIsraeri, ivo pamwe chete nevanakomana vaJudha, vachauya.+ Vachafamba, vachisvimha misodzi pavanenge vachifamba,+ uye vachatsvaka Jehovha Mwari wavo.+