Jeremiya 50:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vacharamba vachibvunza nzira yokuZiyoni, zviso zvavo zvakatarira ikoko,+ vachiti, ‘Uyai tiende kuna Jehovha, tiite sungano inogara nokusingagumi isingazokanganwiki.’+
5 Vacharamba vachibvunza nzira yokuZiyoni, zviso zvavo zvakatarira ikoko,+ vachiti, ‘Uyai tiende kuna Jehovha, tiite sungano inogara nokusingagumi isingazokanganwiki.’+