Jeremiya 50:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Mumazuva iwayo nepanguva iyoyo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “kukanganisa kwaIsraeri kuchatsvakwa,+ asi hakuzovipo; uye zvivi zvaJudha+ zvichatsvakwa, asi hazvizowaniki, nokuti ndichakanganwira vaya vandinosiya.”+
20 “Mumazuva iwayo nepanguva iyoyo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha, “kukanganisa kwaIsraeri kuchatsvakwa,+ asi hakuzovipo; uye zvivi zvaJudha+ zvichatsvakwa, asi hazvizowaniki, nokuti ndichakanganwira vaya vandinosiya.”+