Ezekieri 39:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi ndovaunganidza panyika yavo,+ zvokuti hapana kana nomumwe wavo wandinozosiya kuti asarezve ikoko.+
28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi ndovaunganidza panyika yavo,+ zvokuti hapana kana nomumwe wavo wandinozosiya kuti asarezve ikoko.+