Dhanieri 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo mambo paakangonzwa shoko racho, harina kumbomufadza,+ akaisa pfungwa dzake pana Dhanieri kuti amununure;+ uye akaramba achingoedza kumununura kusvikira pakuvira kwezuva.
14 Naizvozvo mambo paakangonzwa shoko racho, harina kumbomufadza,+ akaisa pfungwa dzake pana Dhanieri kuti amununure;+ uye akaramba achingoedza kumununura kusvikira pakuvira kwezuva.