Dhanieri 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi ndichakuudza zvinhu zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi,+ uye hapana mumwe anonditsigira zvakasimba muzvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+
21 Asi ndichakuudza zvinhu zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi,+ uye hapana mumwe anonditsigira zvakasimba muzvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+