Hosiya 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Isa hwamanda+ pamuromo wako! Mumwe munhu anouya kuzorwisa imba yaJehovha sezvinoita gondo,+ nokuti vakadarika sungano yangu,+ uye vakadarika mutemo wangu.+
8 “Isa hwamanda+ pamuromo wako! Mumwe munhu anouya kuzorwisa imba yaJehovha sezvinoita gondo,+ nokuti vakadarika sungano yangu,+ uye vakadarika mutemo wangu.+