Amosi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+
13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+