Habhakuki 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+ Habhakuki Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:6 Nharireyomurindi (Yekudzidza),11/2018, p. 15 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,11/2017, p. 6 Nharireyomurindi,11/15/2007, p. 102/1/2000, p. 11 “Rugwaro Rwose,” pp. 161-162
6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+
1:6 Nharireyomurindi (Yekudzidza),11/2018, p. 15 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,11/2017, p. 6 Nharireyomurindi,11/15/2007, p. 102/1/2000, p. 11 “Rugwaro Rwose,” pp. 161-162