Zekariya 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+ Zekariya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:7 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 13 “Rugwaro Rwose,” pp. 169, 172
7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+