Mateu 10:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “Saka, munhu wose anobvuma kuti ari pamwe neni pamberi pevanhu, iniwo ndichabvuma kuti ndiri pamwe+ naye pamberi paBaba vangu vari kumatenga;
32 “Saka, munhu wose anobvuma kuti ari pamwe neni pamberi pevanhu, iniwo ndichabvuma kuti ndiri pamwe+ naye pamberi paBaba vangu vari kumatenga;