Mateu 12:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Imi munoita kuti muti uve wakanaka uye zvibereko zvawo zvive zvakanaka kana zvimwe munoita kuti muti uve wakaora uye zvibereko zvawo zvive zvakaora; nokuti muti unozivikanwa nezvibereko zvawo.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:33 Jesu—Nzira, p. 104
33 “Imi munoita kuti muti uve wakanaka uye zvibereko zvawo zvive zvakanaka kana zvimwe munoita kuti muti uve wakaora uye zvibereko zvawo zvive zvakaora; nokuti muti unozivikanwa nezvibereko zvawo.+