-
Mateu 13:36Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
36 Zvino aendesa mapoka evanhu, akapinda mumba. Vadzidzi vake vakauya kwaari vakati: “Titsanangurirei mufananidzo wemasora ari mumunda.”
-