Mateu 14:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi ava manheru vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati: “Nzvimbo ino haina vanhu uye nguva yatopera; endesai mapoka acho evanhu, kuti vaende mumisha vazvitengere zvinhu zvokudya.”+
15 Asi ava manheru vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati: “Nzvimbo ino haina vanhu uye nguva yatopera; endesai mapoka acho evanhu, kuti vaende mumisha vazvitengere zvinhu zvokudya.”+