Mateu 14:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Vakatanga kumuteterera kuti vabate chete masa yenguo yake yokunze;+ uye vaya vose vakaibata vakanyatsoporeswa.
36 Vakatanga kumuteterera kuti vabate chete masa yenguo yake yokunze;+ uye vaya vose vakaibata vakanyatsoporeswa.