Mateu 20:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Jesu akapindura achiti: “Varume imi hamuzivi zvamuri kukumbira. Munogona here kunwira mukapu+ yandava kuda kunwira?” Ivo vakati kwaari: “Tinogona.” Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 20:22 Jesu—Nzira, p. 229 Nharireyomurindi,9/1/1989, p. 8
22 Jesu akapindura achiti: “Varume imi hamuzivi zvamuri kukumbira. Munogona here kunwira mukapu+ yandava kuda kunwira?” Ivo vakati kwaari: “Tinogona.”