Mateu 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vazhinji veboka revanhu vakawaridza nguo dzavo dzokunze+ mumugwagwa, vamwe pavakatanga kutema mapazi pamiti vachiawaridza mumugwagwa.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:8 Nharireyomurindi,3/1/1997, pp. 30-31
8 Vazhinji veboka revanhu vakawaridza nguo dzavo dzokunze+ mumugwagwa, vamwe pavakatanga kutema mapazi pamiti vachiawaridza mumugwagwa.+