Mateu 27:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Mumwe wavo akabva amhanya, akatora chipanji, akachinyatisa newaini yakashapa,+ akachibayirira patsanga, akatanga kumunwisa.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 27:48 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 15
48 Mumwe wavo akabva amhanya, akatora chipanji, akachinyatisa newaini yakashapa,+ akachibayirira patsanga, akatanga kumunwisa.+