Mateu 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino tarira! kudengenyeka kukuru kwenyika kwakanga kwaitika; nokuti ngirozi yaJehovha yakanga yaburuka ichibva kudenga, ikasvika ikakungurutsa dombo, uye yakanga yakagara pariri.+
2 Zvino tarira! kudengenyeka kukuru kwenyika kwakanga kwaitika; nokuti ngirozi yaJehovha yakanga yaburuka ichibva kudenga, ikasvika ikakungurutsa dombo, uye yakanga yakagara pariri.+