Mako 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:11 Nharireyomurindi,2/15/2006, pp. 19-20
11 Iye akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ choumambo hwaMwari, asi kune vaya vari kunze zvinhu zvose zvinoitika nemifananidzo,+