Mako 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akavaudza kuti: “Pindai mumusha wamuri kuona, uye mangopinda mauri muchawana mwana wembongoro akasungirirwa, asati ambotasviwa nomunhu; musunungurei muuye naye.+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:2 Jesu—Nzira, p. 238 Nharireyomurindi,3/1/1997, p. 3011/1/1989, p. 8
2 akavaudza kuti: “Pindai mumusha wamuri kuona, uye mangopinda mauri muchawana mwana wembongoro akasungirirwa, asati ambotasviwa nomunhu; musunungurei muuye naye.+