Mako 14:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti mafuta aya anonhuhwirira angadai atengeswa nemadhinari anopfuura mazana matatu akapiwa varombo!” Zvino vakamutsamwira kwazvo.+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:5 Nharireyomurindi,5/1/2008, p. 31
5 Nokuti mafuta aya anonhuhwirira angadai atengeswa nemadhinari anopfuura mazana matatu akapiwa varombo!” Zvino vakamutsamwira kwazvo.+