Mako 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa pamusoro pake, asi ane nhamo munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu! Zvaizova zvakanakira munhu iyeye kwazvo kudai akanga asina kuberekwa.”+
21 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa pamusoro pake, asi ane nhamo munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu! Zvaizova zvakanakira munhu iyeye kwazvo kudai akanga asina kuberekwa.”+