Ruka 1:79 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 79 kuzovhenekera vaya vakagara murima nomumumvuri worufu,+ kuzotungamirira tsoka dzedu nokubudirira munzira yorugare.”
79 kuzovhenekera vaya vakagara murima nomumumvuri worufu,+ kuzotungamirira tsoka dzedu nokubudirira munzira yorugare.”