Ruka 4:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 uye vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ nokuti kutaura kwake kwakanga kuine chiremera.+