Ruka 5:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Akabva asimuka pamberi pavo, akanhonga chaairarira, akaenda hake kumba kwake, achikudza Mwari.+