Ruka 6:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Akafanana nomunhu aivaka imba, akachera, akadzika pasi chaipo, akaisa nheyo padombo guru. Naizvozvo, pakauya mafashamo,+ rwizi rwakarovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakanga rusina kusimba zvokuizunungusa, nokuti yakanga yakanyatsovakwa.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:48 Nharireyomurindi,11/1/2008, pp. 29-311/1/2007, p. 3210/1/1990, p. 24
48 Akafanana nomunhu aivaka imba, akachera, akadzika pasi chaipo, akaisa nheyo padombo guru. Naizvozvo, pakauya mafashamo,+ rwizi rwakarovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakanga rusina kusimba zvokuizunungusa, nokuti yakanga yakanyatsovakwa.+