Ruka 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Herodhi akati: “Johani ndakamudimbura musoro.+ Saka, uyu wandiri kunzwa zvinhu zvakadai nezvake ndiani?” Naizvozvo akanga achitsvaka+ kuti amuone. Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:9 Jesu—Nzira, p. 126
9 Herodhi akati: “Johani ndakamudimbura musoro.+ Saka, uyu wandiri kunzwa zvinhu zvakadai nezvake ndiani?” Naizvozvo akanga achitsvaka+ kuti amuone.