-
Johani 4:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Mumwe mukadzi muSamariya akauya kuzochera mvura. Jesu akati kwaari: “Ndipewo mvura yokunwa.”