-
Johani 5:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Murume wacho airwara akamupindura kuti: “Changamire, handina munhu wokuti andiise mudziva mvura painenge yabvongodzwa; asi pandinenge ndichiuya mumwe anonditangira kudzika.”
-