Johani 5:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Asi ndine uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani, nokuti mabasa chaiwo andakapiwa naBaba vangu kuti ndipedze, iwo mabasa chaiwo andiri kuita,+ anondipupurira kuti Baba vakandituma. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:36 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 16 Nharireyomurindi,1/15/2005, p. 11
36 Asi ndine uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani, nokuti mabasa chaiwo andakapiwa naBaba vangu kuti ndipedze, iwo mabasa chaiwo andiri kuita,+ anondipupurira kuti Baba vakandituma.